Ezekieri 22:14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ko, kushinga kwako kucharamba kuripo here kana kusimba kwamaoko ako pazuva randichakutonga? Ini Jehovha ndakazvitaura, uye ndichazvitaura.

Ezekieri 22

Ezekieri 22:11-21