Ezekieri 21:30 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Chidzosera munondo mumuhara wawo. Panzvimbo yawakasikwa uri, munyika yamadzitateguru ako, ndipo pandichakutongera.

Ezekieri 21

Ezekieri 21:27-32