Ezekieri 21:19 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Mwanakomana womunhu, tara migwagwa miviri yomunondo wamambo weBhabhironi yaachafamba nayo, yose iri miviri ichitangira munyika imwe chete. Uite chikwangwari panoparadzana mugwagwa uchipinda muguta.

Ezekieri 21

Ezekieri 21:9-28