Ezekieri 20:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“ ‘Asi vakandimukira vakasada kunditeerera; havana kuda kurasa zvifananidzo zvavairingira kwazviri nameso avo, kana kusiya zvifananidzo zveIjipiti. Saka ndakati ndichadurura hasha dzangu pamusoro pavo ndigopedzera kutsamwa kwangu pamusoro pavo muIjipiti.

Ezekieri 20

Ezekieri 20:4-12