Ezekieri 20:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Pazuva iro ndakapika kwavari kuti ndichavabudisa munyika yeIjipiti ndigovapinza munyika yandakavatsvakira, nyika inoyerera mukaka nouchi, nyika yakanakisisa panyika dzose.

Ezekieri 20

Ezekieri 20:1-8