Ezekieri 20:34 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ndichakudzosai kubva kundudzi ndigokuunganidzai kubva kunyika dzamakanga makaparadzirwa kwadziri, nechanza chine simba uye noruoko rwakatambanudzwa uye nehasha dzakadururwa.

Ezekieri 20

Ezekieri 20:27-41