Ezekieri 20:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Uyezve ndakavapa maSabata angu sechiratidzo pakati pedu, kuti vagoziva kuti ini Jehovha ndini ndinovaita vatsvene.

Ezekieri 20

Ezekieri 20:9-14