Ezekieri 19:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Yakafamba ichinyahwaira pakati peshumba, nokuti yakanga yava shumba ine simba zvino. Yakadzidza kubvambura chayabata uye yaidya vanhu.

Ezekieri 19

Ezekieri 19:1-9