Ezekieri 19:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ndudzi dzakanzwa nezvayo, dzikaibata muhunza yadzo. Vakaenda nayo nezvikokovono kunyika yeIjipiti.

Ezekieri 19

Ezekieri 19:1-8