Ezekieri 18:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Haarevi chimbadzo paanokweretesa kana kutora mhindu yakakurisa. Anodzivisa ruoko rwake kuita zvakaipa, uye anotonga zvakarurama pakati pomunhu nomunhu.

Ezekieri 18

Ezekieri 18:7-14