Ezekieri 18:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Haadyiri pashongwe dzamakomo kana kutarira kuzvifananidzo zveimba yaIsraeri. Haasvibisi mukadzi womuvakidzani wake, kana kuvata nomukadzi ari kumwedzi.

Ezekieri 18

Ezekieri 18:1-16