Ezekieri 18:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Nokuti mweya mupenyu mumwe nomumwe ndowangu, baba pamwe chete nomwanakomana vose saizvozvo ndevangu. Mweya unotadza ndiwo uchafa.

Ezekieri 18

Ezekieri 18:1-11