Ezekieri 18:29 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi imba yaIsraeri inoti, ‘Nzira yaJehovha haina kururama.’ Nzira dzangu hadzina kururama here, imi imba yaIsraeri? Ko, hadzisi nzira dzenyu dzisakarurama here?

Ezekieri 18

Ezekieri 18:24-32