Ezekieri 18:27 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi kana munhu akaipa akadzoka pane zvakaipa zvake zvaakaita akaita zvakarurama nokururamisira, achaponesa mweya wake.

Ezekieri 18

Ezekieri 18:19-31