Ezekieri 18:25 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Asi munoti, ‘Nzira yaJehovha haina kururama.’ Haiwa imi imba yaIsraeri: Nzira yangu haina kururama here? Ko, hadzisi nzira dzenyu imi dzisakarurama here?

Ezekieri 18

Ezekieri 18:19-32