Ezekieri 17:24 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Miti yose yomusango ichaziva kuti ini Jehovha ndinodzikisa miti yakareba nokuita kuti miti mipfupi irebe. Ndinoomesa muti munyoro uye nokukurisa muti wakaoma. “ ‘Ini Jehovha ndazvitaura, uye ndichazviita.’ ”

Ezekieri 17

Ezekieri 17:23-24