Ezekieri 17:20 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ndichamuteya nomumbure wangu, uye achabatwa nomusungo wangu. Ndichamuuyisa kuBhabhironi ndigomutongerako nokuti akanga asina kutendeka kwandiri.

Ezekieri 17

Ezekieri 17:19-23