Ezekieri 17:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Uti kuimba iyi inondimukira, ‘Hamuzivi here kuti zvinhu izvi zvinorevei?’ Uti kwavari, ‘Mambo weBhabhironi akaenda kuJerusarema akandotorako mambo waro namakurukota aro, akadzokera navo kuBhabhironi.

Ezekieri 17

Ezekieri 17:4-14