Ezekieri 16:51 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Samaria harina kuita hafu yezvivi zvawakaita iwe. Iwe wakaita zvinhu zvinonyangadza kupfuura zvavakaita ivo, uye wakaita kuti vanun'una vako vange vakarurama nokuda kwezvinhu izvi zvawakaita iwe.

Ezekieri 16

Ezekieri 16:47-60