Ezekieri 16:39 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo ndichakuisa mumaoko avadiwa vako, uye vachakoromora nzvimbo dzako dzakakwirira vagoparadza shongwe dzako refu. Vachakubvisa nguo dzako vagotora ukomba hwako hwakanaka nokukusiya usina kupfeka wakashama.

Ezekieri 16

Ezekieri 16:31-42