Ezekieri 16:33 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Chifeve chimwe nechimwe chinogamuchira muripo, asi iwe unopa zvipo kuvadiwa vako vose, nokuvafufura kuti vauye kwauri vachibva kwose kwose nokuda kwokupata kwako kusina unhu.

Ezekieri 16

Ezekieri 16:25-40