Ezekieri 16:22 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mumabasa ako ose anonyangadza hauna kurangarira mazuva ouduku hwako, pawakanga usina kupfeka usina chinhu, uchikava-kava uri muropa rako.

Ezekieri 16

Ezekieri 16:17-28