Ezekieri 16:18 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Uye wakatora nguo dzako dzakarukwa kuti ufukidze zvifananidzo, uye ukapira mafuta angu ezvinonhuwira pamberi pazvo.

Ezekieri 16

Ezekieri 16:10-24