Ezekieri 15:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Uye shure kwokunge wakandwa mumoto sehuni uye moto ndokuupisa mativi ose ari maviri uye ndokusviba pakati, zvino uchabatsira chinhu here?

Ezekieri 15

Ezekieri 15:1-7