Ezekieri 14:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“ ‘Kana muIsraeri upi zvake, kana mutorwa agere muIsraeri, akazvitsaura kubva pandiri uye akaisa zvifananidzo mumwoyo make uye akaisa chigumbuso chakaipa pamberi pake ndokuenda kumuprofita kunobvunza nezvangu, ini Jehovha ndichamupindura pachangu.

Ezekieri 14

Ezekieri 14:4-17