Ezekieri 14:18 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

zvirokwazvo noupenyu hwangu, ndizvo zvinotaura Ishe Jehovha, kunyange dai varume ava vatatu vaivamo, havaizogona kuponesa vanakomana vavo kana vanasikana vavo. Ivo voga ndivo vaizoponeswa.

Ezekieri 14

Ezekieri 14:11-23