Ezekieri 14:13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Mwanakomana womunhu, kana nyika ikanditadzira nokusatendeka kwayo uye ini ndikatambanudza ruoko rwangu pamusoro payo kuti ndiparadze kugoverwa kwayo zvokudya nokutumira nzara pamusoro payo nokuuraya vanhu vayo nezvipfuwo zvayo,

Ezekieri 14

Ezekieri 14:11-23