Ezekieri 13:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zviratidzo zvavo ndezvenhema uye kuvuka kwavo inhema. Ivo vanoti, “Jehovha anoti,” asi Jehovha asina kuvatuma; asi vanotarisira kuti mashoko avo azadzisike.

Ezekieri 13

Ezekieri 13:3-12