Ezekieri 13:21 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ndichabvarura mavhoiri enyu ndigoponesa vanhu vangu pamaoko enyu, uye havachazovi nyama mumaoko enyu, uye havachazobatwizve nesimba renyu. Ipapo muchaziva kuti ndini Jehovha.

Ezekieri 13

Ezekieri 13:20-22