Ezekieri 13:19 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Makandisvibisa pakati pavanhu vangu nokuda kwezviyero zvishoma zvebhari namafufu echingwa. Pamakareva nhema kuvanhu vangu, vanoteerera nhema, makauraya vaya vakanga vasingafaniri kufa, mukasiya vakanga vasingafaniri kurarama.

Ezekieri 13

Ezekieri 13:10-23