Ezekieri 12:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Saka ndakaita sezvandakarayirwa. Panguva yamasikati ndakabudisa zvinhu zvangu zvarongedzerwa kutama. Zvino panguva yamadekwana ndakaboora masvingo namaoko angu. Ndakabudisa nhumbi dzangu kwasviba, ndakazvitakura pamapfudzi angu ivo vakangotarisa.

Ezekieri 12

Ezekieri 12:1-9