Ezekieri 12:25 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi ini Jehovha ndichataura zvandichataura, uye zvichazadzisika zvisinganonoki. Nokuti pamazuva enyu, imi imba yokumukira, ndichazadzisa zvose zvandinotaura, ndizvo zvinotaura Ishe Jehovha.’ ”

Ezekieri 12

Ezekieri 12:22-28