Ezekieri 12:23 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Uti kwavari, ‘Zvanzi naIshe Jehovha: Ndichaita kuti chirevo ichi chigume, uye havachazochitauri muIsraeri.’ Uti kwavari, ‘Mazuva aswedera okuti zviratidzo zvose zvizadziswe.

Ezekieri 12

Ezekieri 12:22-25