Ezekieri 12:16 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi ndichasiya vashoma vavo pamunondo, napanzara nedenda, kuitira kuti pakati pendudzi kwavachaenda zvimwe vangarangarira zvinyangadzo zvavo zvavakaita zvose. Ipapo vachaziva kuti ndini Jehovha.”

Ezekieri 12

Ezekieri 12:14-26