Ezekieri 12:13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ndichamutambanudzira mumbure wangu, uye achabatwa mumusungo wangu; ndichamuendesa kuBhabhironi, nyika yavaKaradhea, asi haasi kuzoiona, uye ikoko ndiko kwaachafira.

Ezekieri 12

Ezekieri 12:9-18