Ezekieri 11:24 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mweya wakandisimudza ukaenda neni kuna vakatapwa vari muBhabhironi muchiratidzo chakapiwa noMweya waMwari. Ipapo chiratidzo chandakanga ndaona chakakwidzwa kubva pandiri,

Ezekieri 11

Ezekieri 11:19-25