Ezekieri 11:22 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo makerubhi namavhiri parutivi pawo akatambanudza mapapiro awo, uye kubwinya kwaMwari waIsraeri kwakanga kuri pamusoro pawo.

Ezekieri 11

Ezekieri 11:16-25