Ezekieri 11:19 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ndichavapa mwoyo mumwe nokuisa mweya mutsva mukati mavo; ndichabvisa mwoyo webwe mukati mavo ndigovapa mwoyo wenyama.

Ezekieri 11

Ezekieri 11:9-25