Ezekieri 11:17 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Naizvozvo uti, ‘Zvanzi naIshe Jehovha: Ndichakuunganidzai kubva kundudzi ndigokudzosai kubva kunyika dzamakanga makaparadzirwa uye ndichakupaizve nyika yaIsraeri.’

Ezekieri 11

Ezekieri 11:10-25