Ezekieri 11:13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvino ndakati ndichiprofita, Peratia mwanakomana waBhenaya akafa. Ipapo ndakawira pasi nechiso ndikachema zvikuru ndichiti, “Haiwa Ishe Jehovha! Ko, muchaparadza chose vakasara vaIsraeri here?”

Ezekieri 11

Ezekieri 11:11-23