Ezekieri 10:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo rimwe ramakerubhi rakatambanudzira ruoko rwaro kumoto wakanga uri pakati pawo. Akatora mumwe moto ndokuuisa mumaoko omurume akanga akafuka mucheka werineni, iye ndokuutora ndokuenda nawo panze.

Ezekieri 10

Ezekieri 10:1-12