Ezekieri 1:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

uye mumoto makanga mune zvakanga zvakaita sezvisikwa zvipenyu zvina. Pakuonekwa kwazvo, chimiro chazvo chakanga chiri chomunhu,

Ezekieri 1

Ezekieri 1:1-14