Ezekieri 1:13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kuonekwa kwezvisikwa zvipenyu izvi kwakanga kwakaita samazimbe omoto anopfuta, kana somwenje. Moto waienda mberi uchidzoka pakati pezvisikwa; wakanga uchipenya, uye mheni yaipenya mauri.

Ezekieri 1

Ezekieri 1:5-18