Esteri 9:27 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

vaJudha vakasarudza kusimbisa tsika yokuti ivo navana vavo navose vaizobatana navo vaifanira kucherechedza mazuva maviri aya gore negore vasingatongoregi, sezvazvakanga zvakanyorwa uye nenguva dzakatarwa.

Esteri 9

Esteri 9:18-32