Esteri 8:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo Esteri akakumbirisa zvakare akawira patsoka dzake achichema. Akakumbirisa kuti amise urongwa hwakaipa hwaHamani muAgagi, hwaakanga arongera vaJudha.

Esteri 8

Esteri 8:1-8