Esteri 7:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Nokuti ini navanhu vangu takatengeswa kuti tiurayiwe tiparadzwe zvachose. Kana dai takanga tangotengeswa senhapwa dzavarume navakadzi, ndingadai ndaingonyarara, nokuti hakuna kutambudzika kwakadai kungasvika pakurwadza mambo.”

Esteri 7

Esteri 7:1-10