Esteri 6:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Hamani paakapinda, mambo akamubvunza achiti, “Chii chingaitwa namambo kumunhu waangafarira kukudza?” Ipapo Hamani akati mumwoyo make, “Ndiani aripo angada kukudzwa namambo kunze kwangu?”

Esteri 6

Esteri 6:1-9