Esteri 6:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mambo akati, “Ndiani ari muruvazhe?” Zvino Hamani akanga achangopinda muruvazhe rwokunze rwapamuzinda kuti azotaura kuna mambo maererano nokusungirira Modhekai pamatanda aakanga amisa.

Esteri 6

Esteri 6:1-8