Esteri 5:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kana ndanzwirwa nyasha namambo uye kana zvichifadza mambo kupedza chichemo changu nokuzadzisa chikumbiro changu, mambo ngaauye mangwana naHamani kumabiko andichavagadzirira. Ipapo ndichapindura mubvunzo wamambo.”

Esteri 5

Esteri 5:3-12