Esteri 4:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Modhekai akamuudza zvose zvakanga zvaitika kwaari, pamwe chete nemari chaiyoiyo yakanga yavimbiswa naHamani kuti achaisa mudura ramambo kuti vaJudha vaparadzwe.

Esteri 4

Esteri 4:1-17